Monkey
“Maita Soko, Soko Makwiramiti. Zvaitwa Kumene, YokwaMasawi naNyamhuno, VokwaMvurachena, VokwaNhengoyepwa Inogodoranwa vana vakadya. Maita vokwaMadooehanga, VokwaMutiwawa naChikanga. Maita vokwaChinamavi, Mahomuhomu, mufamba ndichitapudza, Kuti nhumbu ipeveve, Vakasvuuka magaro nokuda zvituru, VaDeredzo, vari muMhedza, Vane mhezi pamwoyo, Kwamunodaniwa muchienda, Nyika ndeyenyu Chiwere. Aiwa zvaitwa Kumene, Pasi ngapavate Matarira, Mwana waMutinhima, Zvaonekwa Dzivaremvura.”
The Soko Kumene totem holds deep cultural significance in Shona tradition. Known as Monkey in English, this totem represents the spiritual connection between the Soko clan and their ancestral heritage.
“In Shona culture, totems serve as spiritual guardians and symbols of identity, connecting each person to their ancestors and defining their place within the community.”
Monkey
Soko
“The totem is not just a name, but a sacred connection to our ancestors, a reminder of our responsibilities, and a guide for our conduct in life.”